Lebombo Wattle

Kubva Wikipedia
Lebombo Wattle
Sand Forest, St Lucia Park

Lebombo Wattle (n. Newtonia hildebrandtii. Piptadenia hidebrandtii) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica. Muti uyu unokura zvakanyanya uye muti unokurumuka mashizha.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • IsiZulu vanoti Umfomothi (n. Newtonia hildebrandtii. Piptadenia hidebrandtii).
  • Afrikaans vanoti Lebombowattel (n. Newtonia hildebrandtii. Piptadenia hidebrandtii).

Zvakakochekwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]