Svetuka kuchirochemo

Kusendama

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuzendama)

Kusendama kana kutseyama (recline; to lean) zvinodudza chinhu chisina kuti twasu kumira.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Chewa inoti kuseama (recline). Herero inoti hendama (awry, aslant, out of straight line).
  • Taabwa inoti kusendama (v. to sleep; to lie down) kureva kurara.
  • Lozi vanoti -shendamisa kana -shendeka (to lay someone down) kureva kusendeka.
  • Lozi inoti -shendama (to lean; lie on the side, lean on the elbow) kureva kusendama.
  • Lozi inoti -shendama (to fall asleep) kukotsira. Kimbundu inoti kuzendala (recline, sit back, lean).
  • Lozi inoti imushendami munhu akakotsira. VaFwe vanoti -shendama (v. lean).
  • Yangben vanoti kʊ̀≠sɛ́ⁿd–ɛ̀k (v. place something at an oblique angle) kureva kusendeka.
  • Vei inoti sembe (place or lean against; to go, turn, hang on one side) kureva kuzembera.