Kuyanura
Mataridziko
Kuyanura (to widen an opening, to raise) zvichireva kuvhura zvakawedzerwa, sokuti kuyanura muromo - kuuvhura zvakawedzerwa.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti anula (Enlarge, widen out - as mouth of sack, as area of cultivation). MaZulu vanoti anula (Divulge secrets in anger).
- Muenzaniso weZulu: Insimu yayincane wayanula (The field was too small and he extended it).
- MaZulu vanoti anula (Unravel). Sokuti: Ngisho sekumnyama uyayanula indaba (Even if it is obscure he unravels the affair).
- VaGiryama vanoti ku-anuka (to rise vertically) vachireva kunyuka. Mamwe mazwi: ku-anula (v. to raise, lift).