Kuyanika
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChiyanikiro)
Kuyanika (to expose to sun or air so as to dry) zvinoreva kurembedza pamutairo kana kuwarika pasi kuti chinhu chiwome. Vanhu vanoyanika mbatya pawaya; nyama inoyanikwa pamutariro; mufushwa nezvirimwa zvinoyanikwa paruware.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaLenje neVaNyakyusa vanoti anika (expose to sun and air so as to dry) vachireva kuyanika.
- VaGikuyu, VaMambwe neVaDigo vanoti kuanika (put out to dry; to spread out to dry in the sun) vachireva kuyanika.
- VaMambwe vanoti kuanula (to take away, remove what has been spread out to dry) kureva kuyanura.
- VaWanga vanoti okhwanikha (lie in the sun; hang up) vachireva kuyanika.
- VaGwere vanoti kyanikiro (clothesline) vachireva chiyanikiro.
- VaYao vanoti kutandika (to spread out to dry in sun) kureva kuyanika.