Kuwurutsa

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Kuwurutsa mupunga, Uttarakhand, India.

Kuwurutsa (Winnowing in English) inzira inoshaniswa kupatsanura tsanga dzembeu kubva kumbwizhu, zvimedu zvemiguri nehundi. Kana kuchiwurutswa kunoshandiswa rusero kana madhishi. Panowurutswa zvinoda kuchinge kune mhepo inova ndiyo inopeperutsa mbwizhu, tsanga dzichidonhera pedyo padzinodyorerwa.

Danho rekuwurutsa rinoitwa pambeu dzabva pakupura.