Kuwonga Munhu

Kubva Wikipedia

Kuwonga Munhu (provide for; gather up for) zvinoreva kuunganidzira mumwe munhu zvose zvaanoda pakurarama. Izwi iri rinotaurwa kana munhurume achiunganidzira munhukadzi waanoda - vanhu vanoti murume uyu anovonga musikana iyeye.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Tichaona hanzvadzi yangu ndinomuda, asi anowonga musikana wepaseri apa zvinotofemba.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Herero inoti vonga kana onga (collect, gather up, heap up, accumulate) kureva kuunganidza. Herero vanoti omaongero (n. collection, gathering).
  • Herero vanoti uongera (take care of, gather for). Nsenga vanoti kuonga (v. to deceive, entice) kureva kunyengera kana kunyengerera.
  • Bushong vanoti onga (v. to implore, beseech, entreat, supplicate, invoke, plead with, persuade, coax). Duala vanoti onga (v. add, lengthen).
  • Bushong vanoti onga (vt. to lengthen by stretching or splicing or tying onto, to widen or broaden by adding more to).
  • Giryama vanoti ku-ongeza (v. to give in addition to, add to, lengthen, augment, enlarge) kureva kuwedzera.
  • MaZulu vanoti amawonga (Attraction, drawing, luring; magnetism) kureva kukwezva.
  • Zulu inoti wonga (Lure, entice, inveigle) kureva kukwezva.