Svetuka kuchirochemo

Kukwezva

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kukwezva (Entice, Attract) rinoreva kutungamira kunokonza kana kudhonza kuti vamwe vanhu vatevere mugwara iroro.

  • Kurunza apa kureva kutungamira kuenda nenzira kana maitiro asina kururama. Fananidzai nokuti kurunda ( to form a line) - mombe dzinotevera yacho inorunza dzakaita mudungwe.
  • Kurunzira (to tempt, to seduce, to lead astray) zvichireva kukwezva.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Pinda pamberi utikwezve: go in front and lead us.
  • Mombe inokwezva ndiyo inosungirwa bhera.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • MaZulu vanoti wonga (Lure, entice, inveigle) zvichireva kukwezva.
  • MaZulu vanoti iliwonga kana amawonga (Attraction, drawing, luring; magnetism) zvichireva kukwezva.