Svetuka kuchirochemo

Kuwombeka

Kubva Wikipedia

Kuwombeka kana kuombeka (to immerse in water) zvinoreva kunyika chinhu mumvura.

  • Izwi rokuti kuwombeka rinoshandiswa kuturikira chinonzi baptism kuEnglish pakushandurwa toti kubhabhatidza.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Barotse vanoti -ombeka kana ombekile (v.t. to steep, to put in water, to immerse, to dip, to soak) vachireva kuombeka.
  • Barotse vanoti -ombama kana (ombami or ombamile) (v.i. to go into the water (people, cattle, etc.) vachireva kupinda mumvura kana kuombama.
  • Barotse vanoti -omboka kana ombokile (v.i. to get out of water, to move away from a flooded place, to land after swim-ming) vachireva kubuda mumvura.
  • Barotse vanoti -ombokisa, ombokisize kana -ombosa (caus. to take out of the flooded plain) kureva kubuditsa pane guwe.
  • Kimbundu vanoti kuombeka (v. soak; wet) kureva kuombeka.