Murombedzi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Taita vanoti kulombela (v. to intercede for; plead for; to mediate) kureva kunamatira. Mamwe mazwi: mlombi (Intercessor; one who prays) kureva murevereri.
  • VaZigula vanoti mlombezi (n. beggar) kureva mupemhi. Mamwe mamwi: mlombezi (n. intercessor).
  • VaZigula vanoti kulombeza (beg for/from; plead with; pray to/for; supplicating) vachireva kupemha kana kunamata.


Disambig.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.