Guwe

Kubva Wikipedia
  • Guwe (laugh in unison - many people).
  • Guwe (a flood on the land - not merely a river in flood) apa zvichireva jezi kana boporodzi remvura yazara panyika.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaZigula vanoti ngalika (n. deluge). Sokuti: Ngalika ya Nuhu (Noah's deluge).
  • VaZigula vanoti ngalika (major flood).
  • VaZigula vanoti ngalika (n. hurricane).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.