Svetuka kuchirochemo

Kuurunga

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChiurungwe)

Kuurunga (kureva to make round shape, to shape into sphere; sphering) zvinoreva kuumba uchiita bhora kana mburungwa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaNyarundi vanoti imburungu (round thing, circle) vachireva mburungwa.
  • VaChewa vanoti kubulunga (transitive. to make a round form; to describe a circle).
  • VaYao neMang'anja vanoti kuulunga (to make into a round mass).
  • Mang'anja vanoti obulungika (circular) vachireva chakaurungana kana chedenderedzwa.
  • VaSwahili vanoti burunga (make balls of earth or clay).
  • VaNyakyusa vanoti bulungana (become round) kureva kuurungana. Vanobva vati bulunga (roll up, knead).