Kutsaru sezita
Mataridziko
Kutsaru izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Norah Kutsaru; Livingstone Kutsaru; Stanley Kutsaru; Charity Kutsaru.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.