Kuwuna

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKusvava kweMashizha)

Kuwuna (wither as flowers or leaves) zvinoreva kusvava semaruva kana mashizha ashaya mvura.

  • Kusvava kweMashizha (wither; dry up a little) zvinoreva kupera mvura kunoita kuti mashizha awune.
  • Munhu anonzi akawuna kana achinge akasuruvara kana kuti achiratidza kupera simba kana kushaya morari.
  • Ko kuzowuna kudaro chii chanetsa nhai muramu?

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaChewa vanoti fota (wither as flowers or leaves), kureva kuwuna.
  • BaKalanga vanoti swaba (wither; dry up a little; be disappointed; have one’s hopes dashed) vachireva kusvava.
  • Chopi vanoti kuwuna (v. wither; dry up) vachireva kuwuna. MaZulu vanoti imbune kana izimbune (n. Emaciated person or animal, one weak from disease).
  • MaZulu vanoti bune (ideophone of fading, shriveling up, drooping, emaciation) inyaudzosingwi inodudza kuwuna.
  • MaZulu vanoti imbune kana izimbune (n. Species of sensitive plant, Mimosa asperata.).

Mazita ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]