Kusuka sezita

Kubva Wikipedia

Kusuka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Mitondo Kusuka; Prisca Kusuka; Douglas Kusuka; Rumbidzai Kusuka.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Taita inoti kusuka (v. to churn) - fananidzai nokuti kusuka. Mamwe mazwi: kusuka (v. to quake) kureva kudedemera.
  • Taita inoti kusukasuka (v. to shake; to shiver; to tremble).