Kuzivira

From Wikipedia
(Redirected from Kurovedzwa)
Jump to navigation Jump to search

Kuzivira, kudowera kana kurovera (accustom, acclimatize) anoreva kujaira kwekunge munhu akaita chinhu kwenguva refu kana akachita kazhinji.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Pokutanga handina kufaranuka nokugara mudhorobha, asi ndadowera zvino.
  • Mwana uyu akadowera chaizvo. Apa richireva kuti mwana uyu ane musikanzwa, akajaidzwa.

Mamwe mazwi anotodzana[chinja | edit source]

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • VaTonga vanoti kuzibila (to be accustomed) kureva kuzivira. VaVenda vanoti ndowera (get used to me)
  • VaZigula vanoti kuzowera (be accustomed to). VaZigula vanoti kuzowerwa (be renowned; be well known).
  • VaNyoro vanoti -manyire kana manyira (to be used to). VaShambala vanoti mazowera (n. habits).
  • VaLozi vanoti tapa (v.i. to become tame, easy to manage; to be trained).