Kuringana
Mataridziko
Pano pakaunganidzwa mashoko anoreva zvimwe nokuringana uye kupirikirwa kwawo kuEnglish.
- Zvakaringana (being adequate; ample) zvichireva kukwana kana kukwanirana.
- Zvakaringana (Applicable) kuchirehwa zvafanirana.
- Kusa ringana (being deficient, insufficient) zvichitaura kusakwana kana kusakwanirana.
- Zvaringana (Enough) kureva kuti zvakwana, ndipo chaipo pazvasvika.
- Zvakaringana (fit, suited, suit).
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kukodzera (to fit, suit, be becoming to) zvichireva kuringana.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Swahili inoti linga (make equal or harmonious, adapt, accommodate). Swahili inoti lingana (suit, match; be similar; harmonize, agree).
- VaSwahili vanoti mlinganyo (math equation). Swahili inoti linganisha kana linganya (compare; effect agreement or harmony).
- Swahili vanoti mlingano (1, resemblance, similarity, 2. harmony, unison, 3, geom. symmetry, 4. math, equation).
- Chewa neMambwe vanoti linga (to measure, to weigh). Vanobva vati kulingana (to be equal, to compare).
- Yao vanoti mlingo (a measure) kureva chipimo. Giryama vanoti kuringanya (adapt, to fit, to cut).
- Mambwe inoti -linganya (to make equal, fit, adapt; to level, make even). Mamwe mazwi -lingwa (to be measured; to hold so many measures).
- Xitsonga vanoti ringanisa kana tekelela (v. adapt) kureva kuringanisa.