Kupara moto

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kupara moto kana kugoka moto (borrow ambers to light another fire) zvinoreva kunongera mazimbe achiri kupfuta kuti unotanga moto kune imwe nzvimbo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti kupala moto (make a fire with red ambers) vachireva [[kupara moto].
  • VaSwahili vanoti para moto (stir the fire - and take out burning coals) kureva kupara moto.
  • VaMambwe vanoti -pala umoto (to take embers (or fire) from another's hut) vachireva kupara moto.
  • VaMambwe vanoti cipalilo (a piece of bark or wood to carry fire from one hut to another) vachireva chipariro kana gwati rekutakura mazimbe pakupara moto.