Svetuka kuchirochemo

Hupamhi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKupamhama)

Hwasha kana hupamhi (width) zvinoreva mufaruka kwakaita divi diki rechinhu.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaLenje vanoti wuamba kana wamba (width, breath, extent, spread) kureva hupamhi kana hwasha. Sangho vanoti kota (adj. wide, thick, broad).
  • Herero vanoti ou-paranga (broadness). VaHerero vanoti omuvero omuparanga (a wide, large door). Mamwe mazwi: paranga, -para, -vare, okuvare (broad, wide, immense, extended).
  • Herero vanoti ondyira ombaparanga (a broad, wide road). Mamwe mazwi: otyirongo otyiparanga (a wide, extended place). VaVenda vanoti vhuphara (n. width)
  • VaHerero vanoti otyirongo (place, a prepared habitable place, farm, pasture, a piece of ground). Mamwe mazwi: otyirongo otyikuvare (a wide, extended place, a spacious).
  • Maconde inoti kwandaula (v. to widen). Maconde inoti shakwandauka (n. wide). Gbeya vanoti fara (n. place). Tsuvadi inoti hwashi (wide) kureva hupamhi.