Rupambano rweChiedza

From Wikipedia
(Redirected from Kupambura)
Jump to navigation Jump to search
Mufananidzo unotaridza Kupambazuka kweChiedza kuchionekwa pagwanza reskweya

Muchidzidzo fundoyetsimba, Rupambano rweChiedza (diffraction of light in English) rinoreva zviitiko zvakawanda zvinoitika kana masaisai asangana nechiro chinopingaidza kufamba kwawo. Kupambazuka kweChiedza kunoonekwa kuchinge kukombamiswa kwechiedza pachinosvika pane chipingidzo chidiki kana gwanza rine hwasha hunoda kuenzana nehurefu hwemasaisai. Zvimwechetezvo zvinoonekwa kana chiedza chichidarika munzvimbo inoti mutendeki werupambano unoshanduka.

Rupambano rweChiedza, Kupambazuka kweChiedza kana kuti Bambano reChiedza zvinotaura kupatsanura kana kutsemura zvinhu zvambenge zviri kufamba zvose zvisingaoneki musiyano pakati pazvo.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti kupambana (v. To go different directions, part, branch, divide) kureva kupambana.
  • VaLenje vanoti pambana (v. part, branch, divide) kureva kupambana.
  • VaLenje vanoti pambana (v. part, branch, divide e.g road) kureva kupambana.
  • VaLenje vanoti mapambanwe (place where road branches).