Rupambano rweChiedza

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKupambazuka kweChiedza)
Mufananidzo unotaridza Kupambazuka kweChiedza kuchionekwa pagwanza reskweya

Muchidzidzo fundoyetsimba, Rupambano rweChiedza (diffraction of light in English) rinoreva zviitiko zvakawanda zvinoitika kana masaisai asangana nechiro chinopingaidza kufamba kwawo. Kupambazuka kweChiedza kunoonekwa kuchinge kukombamiswa kwechiedza pachinosvika pane chipingidzo chidiki kana gwanza rine hwasha hunoda kuenzana nehurefu hwemasaisai. Zvimwechetezvo zvinoonekwa kana chiedza chichidarika munzvimbo inoti mutendeki werupambano unoshanduka.

Rupambano rweChiedza, Kupambazuka kweChiedza kana kuti Bambano reChiedza zvinotaura kupatsanura kana kutsemura zvinhu zvambenge zviri kufamba zvose zvisingaoneki musiyano pakati pazvo.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chewa vanoti kupambana (to go different directions, part, branch, divide) kureva kupambana.
  • Lenje inoti pambana (v. part, branch, divide) kureva kupambana. VaLenje vanoti mapambanwe (place where road branches).
  • Herero vanoti pamburuka (break of something close together e.g seam or mended crack).
  • VaKongo vanoti mpambu (bifurcation - of roads division or something into 2 branches or parts) kureva mhambu.
  • MaZulu vanoti imphambuko (A going astray; mistake;·misdeed). Mambwe vanoti -pambasya (to lead or pass aside) kureva kupambana.