Bangiro

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKumhanga)

Bangiro (Safe, proper storage space; hoard up; store up) zvinoreva nzvimbo yakafanirwa yokuchengetera zvinhu.

  • Kubanga kana kumhanga (conserve, store, keep in safe place) zvichireva kuchengetedza panzvimbo yakanaka.
  • Mhango (safe place for storage) zvichireva nzvimbo yakanaka kuchengetedza zvinhu.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mvura inobangirwa muchirongo.
  • Gumbu rinoshandiswa kubanga mbuva. Gumbu rinorukwa nemakavi richishandiswa kutakura mbuva - rinenge nhava hombe.
  • Mari inobangirwa kubhanga.
  • Sekuru vake vainzi Bangamuseve nokuti vaichengeta museve pose pavari.
  • Mukadzi akati nhumbi dzake banga, ndiye dhu, tundu kuenda. The woman stored her belongings in a safe place, shot out the door and left.

Mitauro yeAfrica[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGiryama vanoti lutsaga (store, garner - storehouse, granary).
  • VaNyoro vanoti banga kana kibanga (space of time or distance; room; occasion; opportunity).
  • Gusilay vanoti ebaŋ (1. keep, store, pose somewhere). Fananidzai nokuti kubanga.
  • Kimbundu vanoti kubanga (v. do, cause, make, perform, effect) kureva kuita.