Kukora

Kubva Wikipedia

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaYao neVaGiryama vanoti kukola kana kola (to get, to possess, effect, to have) vachireva kuva ne-. Mamwe mazwi: kukolela (to have for).
  • Yao inoti kukola mtinga (to be with child). Mamwe mazwi: kukola kinda (to be wise). Kola umi (to be healthy; live). Mamwe mazwi: kola lisoka (to be mad).
  • VaYao vanoti kola tukuta (hot, to be hot). VaYao vanoti kola (collect into heap). Mafwe vanoti kukora (v. to irritate).
  • Umbundu inoti kola (v. be great; strong, solid, firm).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.