Kukamura

From Wikipedia
(Redirected from Kukamuka)
Jump to navigation Jump to search

Chinyorwa chino chiri kuunganidza mazwi anoreva kukamura.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Ndinoda kuti ufumire kudanga remombe, undiravurire mhou nemhuru, ugoudza mufudzi kudzifudza paviri.
  • Psalm 108:7 ....ndichadakara ndichapaura Shechem.
  • Kukamura (Remove part from of something. Break into parts. Divide). Kamura upfumi hwako undipe umwe: divide i your possessions and give me part of them.
  • Kukamura (Take loose handful) zvichireva kunokora,
  • Kukamura (Nearly finish). Kamuranai muite zvikwata zvitanhatu: break up into six groups. Takamura kurima: we have nearly finished ploughing. Takamura sadza: we have nearly finished what there is to eat.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Herero vanoti pangurura, timbura kana tembura (divide) kupatsanura. Mamwe mazwi: paura kana yapura (separate).
  • MaZulu vanoti isigamu kana izigamu (Piece chopped or cut off; portion; anything cut short, stump.) kureva chikamu.
  • MaZulu vanoti umgamu (1. interval of space, distance - as between towns; 2. Interval of time). Mamwe mazwi: gamuka (Get broken or cut off; come to a stop, cease, stop; come to an end) kukamuka.
  • Zigula vanoti kukamka (v. to fade) kureva kukamuka.