Kuhamba

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kuhamba (motion or moving) rinotaura chinhu chisina kumira panzvimbo imwe chiri kuenderera kuchinja nzvimbo yachiri nokufamba kwenguva. Kuhamba kunoitika nenzira dzakasiyana dzinosanganisira kuhamba kwakati twasu, kuhamba knoshanduka spidhi, kuhamba kunoshanduka rudzivo, kuhamba kwekutenderera zvichingodaro.


Izwi rokuti kuhamba rinobva kuchiManyika richireva kufamba kana kuenda kwechinhu kana munhu.