Kukunguruka

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuburumbudza)

Shoko rokuti kukunguruka (to roll) rinoreva kufamba kwechinhu chinotendera kana kuwumburuka chiri pasi kana pamwe pachingafamba nenzira iyi. Zvinhu zvinokunguruka nyore zvinenge zvine chiumbiko chedenderedzwa, mburungwa kana mukunguru.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaTaabwa vanoti kubunguruka (v. tumble down, plummet). Humburi Senni inoti gùŋgùrèy (roll around).
  • Zigula vanoti kubimbirisa (roll around/over; toss & turn around; roll over; roll around). Mamwe mazwi: kubimbirita (toss & turn around; tossing & turning).
  • Dagbani vanoti bilim (1. roll (roll sth. on ground, roll sth. up); 2. to roll (self) along; 3. push a bike).]