Kilungo sezita

Kubva Wikipedia

Kilungo izita remhuri rinowanikwa muTanzania neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Gabriel Kilungo; Benjamin Kilungo; Sarah Kilungo; Portia Kilungo.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaGiryama vanoti kulunganya (to join, cause to be joined). Mamwe mazwi: kilungo (joint of cane etc).
  • Giryama vanoti kilungo (n. seasoning) kureva chirungo.