ZAOGA

Kubva Wikipedia

Kereke yeZAOGA muZimbabwe yakavambwa nasakuwana vanonzi Baba Ezekiel Guti avo vanotaura nhoroondo yokavamba Kereke iyi mushure mokunge vasangana nokutaura kwaMwari muguta reBindura. Kereke yeZaoga ndiyo yedzimwe hombe pakati pemaKereke akavambwa nevatema muZimbabwe. Pari zvino ZAOGA ine masangano munyika zhinji dziri mudunhu reSADC uye ine masangano munyika dziri kumavirira dzinosanganisira: United States of America; Canada; United Kingdom nedzimwewo.