Svetuka kuchirochemo

Katetema sezita

Kubva Wikipedia

Katetema izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Emmanuel Katetema; Donaldson Katetema; Brenda Katetema; Lucia Katetema.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo inoti ludedemo (v. a quaking). Mamwe mazwi: ludedemo lua ntoto (n. an earthquake).