Svetuka kuchirochemo

Karura sezita

Kubva Wikipedia

Karura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Agnes Karura; Karura Gichanga; Trizah Karura; Netsai Karura.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi:

  • Kinande inoti ruruma (v. roar). Mamwe mazwi: rura (v. roar).