Svetuka kuchirochemo

Kakabe

Kubva Wikipedia

Kakabe mutauro weMande unowanikwa kuGuinea.

Mazwi Anotodza Shona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Kakabe inoti baaba (n. father) kureva baba.
  • Kakabe inoti jaaja (n. sister) kureva sisi vakuru.
  • Kakabe inoti fonde (n. millet). Fananidzai nokuti mapfunde.
  • Kakabe inoti sansa (v. put hedge). Fananidzai nokuti sanzu.
  • Kakabe inoti kuma (v. speak) kureva kutaura.
  • Kakabe inoti bolo (n. arm; hand) kureva ruwoko.
  • Kakabe inoti siyaya (be numerous) kureva kuwanda.
  • Kakabe inoti baara (n. work) kureva basa.
  • Kakabe inoti baaru (n. sea) kureva gungwa.
  • Kakabe inoti kawandili (advice) kureva mazano.
  • Kakabe inoti yɛ̀lɛ (n. descent) kureva mudzikiswa.
  • Kakabe inoti kan (n. place) kureva nzvimbo.
  • Kakabe inoti gato (n. cake. From French: gateau) kureva keke.
  • Kakabe inoti tɛ́ɛ̀ma (prep. between) kureva pakati pe.
  • Kakabe inoti tooro (v. bother) kureva kushusha.
  • Kakabe inoti tota (v. keep) kureva kuchengeta.
  • Kakabe inoti sadaka (n. alms) kureva mupiro.
  • Kakabe inoti bele (v. be) kureva kuva.
  • Kakabe inoti bangu (n. earth) kureva chisi.
  • Kakabe inoti balu (n. life) kureva hupenyu.


[1]

  1. https://tel.archives-ouvertes.fr/tel-01801759/document