Svetuka kuchirochemo

Kushusha

Kubva Wikipedia

Kushusha (Exasperate - by making impossible demands) zvinoreva kushungurudza munhu, kuburikidza nemaitiro ekutambudza, kunetsa, kurova, kana kumuitisa zvimwe zvisina maturo zvokuda kushatirisa kana kuzvidza.

  • Kushusha (to bully, to worry, to nag at).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • MaZulu vanoti shusha (Press, harass) kureva kushusha. Mamwe mazwi: ukushushisa (make restless, Persecute) kureva kushushisa.
  • MaZulu vanoti ukushushisa (Urge on, encourage, invigorate) kureva kushushisa.
  • VaBemba vanoti cusha (v. afflict) kureva kushusha. Mamwe mazwi: ubucushi (n. affliction) kureva kushusha.