Svetuka kuchirochemo

Kadodo sezita

Kubva Wikipedia

Kadodo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya, Tanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Innocent Kadodo; Fadzai Kadodo; Precious Kadodo; Kadodo Kombo; Mwangata Kadodo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Zigula inoti kadodo (small) kureva diki. Sokuti: kagola kadodo - a small knife.