Jokonya sezita

Kubva Wikipedia

Jokonya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Carol Jokonya; Patience Jokonya; Grace Jokonya; Imani Jokonya.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLela vanoti cò̱kò̱ (v. pierce). Mamwe mazwi: còkó (n. slave; 2. scarab beetle, dung beetle).