Jere sezita

Kubva Wikipedia

Jere izita remhuri rinowanikwa kuMalawi neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Garikai Jere; Richard Jere; Tione Jere; Kasongo Jere.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.