Hwami sezita
Mataridziko
Hwami izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tamuka Hwami; Caroline Hwami; Munyaradzi Hwami; Kudzanayi-Violet Hwami mudavadi anobva kuZimbabwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi
- Kinyarwanda inoti umwami (king; lord) vachireva mambo. Mazwi anotodzana: ubwami (kingdom) vachireva humambo.
- Ila inoti mwami (n. chief) kureva Ishe. Lugwere inoti bwami (chieftainship, position of chieftain) vachireva hushe kana chigaro chehushe.
- VaWanga vanoti omwami (chief; important person; title of respect to men) vachireva Ishe. Kinande vanoti omwami (n. The King).
- VaLenje vanoti mwame (Chief or headman of a village; free man not a slave) vachireva sadunhu, Ishe, munhu asiri muranda.