Hurungudo

Kubva Wikipedia
mahurungudo

Hurungudo (ku Chingezi: pebble) idombo rine mheu yakakura zvinosvika 4 kusvika 64 mamirimita. Anowanzo kunge akagadzirwa ne furindi (flint).

Mahurungudzo akakura kudarika magiranuri (granules) - 2 kusvika 4 mamirimita dhayamita uye madiki kudarika makobhoro (cobbles) - 64 kusvika 256 mamirimita dhayamita. Dombo rakagadzirwa zvikuru ne mahurungudo rinotumidzwa kunzi konguromarati (conglomerate). Zvombo zve hurungudo zviripakati pe zvisezwa (artifact) asikwa nevanhu akatanga kuzivikanwa kare kare, kubva mu piriyodhi ye Paraoritiki (Palaeolithic) ye nhoroondo ye vanhu.

Musheche rine chiso chakagadzirwa ne ruzhinji rwe hurungudo hunonzi musheche we shinguru (shingle) ku Chingezi. Mhando ye musheche iyi uno kwesa gukuravhu ye masaisai, uye ine manishi e ruambanhanga ano chiridza habhitati dze mhuka ne madzinde.

Mamwe mapeji ekutarisa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]