Hwendefa

Kubva Wikipedia

Hwendefa, wendefa kana rwendefa mashoko anoshandiswa kuturukira chinozivikanwa mu Chingezi chichinzi tablet.

Hwendefa ishoko rinoshandisirwa zviripazasi

Umuti[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tarisai futi peji re Chemishonga, Mushonga, uye Ruambadharaki (pharmacology)

  • Wendefa (Ruambadharaki), ishoko rinoshandiswa ku Chingezi kureva "piritsi"

Ruambadharaki ishoko riri kushandiswa kumirira 'pharmacology', shoko re Chingezi rakaumbwa nekusanganisa mashoko maviri, pharmakon shoko re Chigiriki rinoreva kuti 'drug', kuchi Chivanhu riri kunzi 'dharaki' zvichienderana wo nekudhakwa.

Kumakombiyuta[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kugwara, kudhindisa, uye Kunyora zvemidhiya[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Piriyodhiki uye basa dzakadhindiswa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Tablet (magazini), imagazini riri oniriani renhau rezve zvifungo uye tsika dze Majudha.
  • Tablet (pepanhau), pepanhau yaka pabhurishwa mu Siato, Washing'toni
  • Tablet (rudaviro), itumidzo raishandiswa pakutaura nezve zvinyora zverudaviro.

Tarisai futi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.