Mheu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti mheu (small piece or particle in English) rinoreva kamedu kaduku-duku, katopoka kechipi zvacho chinhu. Shoko iri richange rakakosha kutaura pamusoro pemheu dzinowanikwa kuScience dzinosanganisira atom, electron, proton zvichingodaro.

Tsika[chinja | edit source]

Jesu vakataura vachiti, "Munyengedzi tanga wabvisa danda riri muziso mako, ugozoti wobvisa kabanzu kari muziso romumwe."

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaGiryama vanoti kibanzu (chip) kureva kabanzu.
  • VaGiryama vanoti kubandzula (to chip) kureva kubanzura.
  • VaGiryama vanoti vibanzu-vibanzu (fragments) kureva zvibanzu.