Svetuka kuchirochemo

Chiridza

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti chiridza (provide for) rinoreva kuwanira kana kuwunzira izvo zvinodiwa zvehupenyu zvikurusei zvichiitirwa mhuri.


Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Baba anochiridza mhuri munguva yenzara nokutengesa mombe kana mbudzi dziri pamusha.
  • Machiridza izita remhuri.