Svetuka kuchirochemo

Gukuravhu

Kubva Wikipedia
Contour buffer strips used to retain soil and reduce erosion.

Gukuravhu kana guve (soil erosion) rinoreva kutakurwa kwevhu kubva panzvimbo pari richikukurwa nemvura yekunaya kana nemhepo. Gukuravhu rinokonzera kuti nzizi nehova dzizare nevhu dzichigumisidza dzapwa sezvakaita rwizi Save mune dzimwe nzvimbo.

  • Mugarasora (buffer strip - for soil conservation) inzvimbo inochengetwa ine miti nesora nechinangwa chekudzivirira gukuravhu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]