Hozi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Hozi imba inochengeterwa zvirimwa mushure mekunge zvapurwa kana kutokonorwa.


Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Dura,
  • Gombana kana chitura (small granary).
  • Tsapi (granary for storing grain before threshing).
  • Chihera (small granary) kureva tsapi diki.
  • Chipebwe (full of last year's grain)