Gejo
Mataridziko
Gejo chombo chinoshandiswa kurima munda uchikweiwa nemombe kana mbongoro.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kurima (cultivate (general term).
- Kuwunda kana kuvunda (begin a garden, clear land for crop fields).
- Kusevura (clear grass).
- Kuparura kana Kutsivira (make ridges).
- Kukuta (break up clods).
- Kutimba (dig fallow ground),
- Kubvukuta (cultivate and sow at same time).
- Kuchacha (clear old lands).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti igeja lemikhono (hand hoe) kureva badza.
- MaZulu vanoti igeja lezinkabi (ox plough) kureva gejo.
- Mbukushu vanoti thipururo (n. plough) kureva kurima munda. Mamwe mazwi: -purura (v. plough).