Kukuta

Kubva Wikipedia
  • Kukuta (surround) zvichireva kukomberedza kana kuita gute. Ndakaona baba vakakutwa navana vavo: I saw the father surrounded by his children.
  • Kukuta (break up clods) zvichireva kupwanya mavhinga.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nyaneka inoti okukuta (v. tie, bind, fasten, band, attach).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.