Ga
Mataridziko
Mamwe Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Ga inoti peya (n. pear) kureva peya. Mamwe mazwi: akutu (n. orange).
- Ga inoti akwadu (n. banana) kureva bhanana. Mamwe mazwi: amadaa (n. plantain).
- Ga inoti sohaa (n. Friday) kureva musi wechishanu. Mamwe mazwi: daa sohaa (every Friday).
- Ga inoti otsi (n. week) kureva vhiki. Mamwe mazwi: biane (now).
Mazita neMusi weKuzvarwa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mutauro weGa une mazita anoenderana nemusi wekuzvarwa sezviri pasi apa:
| Zita | Musi wekuzvarwa |
|---|---|
| Kwesi | Svondo |
| Kojo | Muvhuro |
| Kwabena | Chipiri |
| Kweku | Chitatu |
| Yaa | Musi weChina |
| Afi | Musi weChishanu |
| Kwame, Ama | Chitanhatu |