Fikansa sezita

Kubva Wikipedia

Fikansa izita revanhu rinowanikwa muZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Fikansa Chanda; Simon Fikansa; Kend Fikansa; Mildred Fikansa.
  • Mazwi ari pedyo mukunzwa: Makanza sezita.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.