Rukave
(runangakatsva kubva kuMakakatanwa)
Rukave (contentiousness; controversial) zvinoreva nhaurwa kana musoro wenyaya unokonzera vanhu kupokana, kupikisana mugumo wacho uchiramba uri wokusawirirana kuti chokwadi kana chakanaka ndechipi. Vamwe vatauri vangati makakatanwa.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- VaTiriki vanoti vusolo (strife, quarreling, war) vachireva bopoto kana hondo.