Fanyana

Kubva Wikipedia

Fanyana izita rekupihwa kana remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti umf'anyana kana abafanyana pakuwanda (n. little boy) vachireva kakomana.
  • MaZulu vanoti Abaafanyana belusa izimbuzi (The small boys herd the goats) vachireva vakomana vadiki vanofudza mbudzi.