Dzemuzongoza

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muchidzidzo chezvipenyu, mhuka dzemuzongoza (vertebrates in English) zvinoreva mhuka dzine musana une mapfupa anosimbisa musana iwoyo. Mhuka dziri pamupanda uyu dzinoitawo huropi hunogara mudehenya rakavakwa nemapfupa. Miviri yemhuka idzi ine kupimirana kumativi eruboshwe rerudyi.

Mhuka dziri pamupanda uyu dzinosanganisira: dzinoyamwisa; hove; shiri; dzinokambaira; uye dzehugarohuviri.