Dehenya

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Schaedel Herxheim 01.jpg

Dehenya (Skull) zvinoreva mapfupa ari mumusoro akavhara huropi. Dehenya rinotaridzika sebvupa rimwe asi rine mitswe nemapfupa anosangana nokubatana pamitswe iyoyi.