Dondo sezita
Mataridziko
Dondo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Mawell Dondo; Mufaro Dondo; Rutendo Dondo; Rumbidzayi Dondo.
- Dondo (n. Wooded country).
- Mazwi ari pedyo: Madondo, Mudondo.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.